Mateo 22:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino pakati pedu paiva navanakomana vomunhu mumwe vanomwe. Wokutanga akawana mukadzi ndokubva iye afa, uye sezvo akanga asina vana, akasiyira munun'una wake mukadzi.

Mateo 22

Mateo 22:22-32