Mateo 22:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.” Ipapo akati kwavari, “Ipai kuna Kesari zvaKesari, uye kuna Mwari zvaMwari.”

Mateo 22

Mateo 22:17-26