Mateo 22:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka varanda vakaenda mumigwagwa vakandokokorodza vose vavakagona kuwana, vose vakanaka nevakaipa, uye imba yesvitsa ikazara navakanga vakokwa.

Mateo 22

Mateo 22:1-12