Mateo 21:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vazhinji vakanga vakatungamira mberi navaya vakanga vachitevera vakadanidzira vachiti: “Hosana kuMwanakomana waDhavhidhi!” “Akaropafadzwa uyo anouya muzita raIshe!” “Hosana kumusoro-soro!”

Mateo 21

Mateo 21:8-13