Mateo 21:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Muti kuMwanasikana weZioni, ‘Tarira, Mambo wako anouya kwauri, ari munyoro, akatasva mbongoro, ari pamusoro pomwana wembongoro.’ ”

Mateo 21

Mateo 21:1-8