Mateo 21:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo baba vaya vakazoenda kuno mumwe mwanakomana vakasvikomuudza zvimwe chetezvo. Iye akapindura achiti, ‘Ndichaenda, baba’ asi haana kuenda.

Mateo 21

Mateo 21:24-35