Mateo 21:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakapindura Jesu vakati, “Hatizivi.” Ipapo iye akati, “Neni handingakuudzeiwo simba randinoita naro zvinhu izvi.”

Mateo 21

Mateo 21:24-34