Mateo 21:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapinda muruvazhe rwetemberi, uye paakanga achidzidzisa, vaprista vakuru navakuru vavanhu vakauya kwaari. Vakamubvunza vakati, “Muri kuita zvinhu izvi nesimba ripi? Uye ndiani akakupai simba irori?”

Mateo 21

Mateo 21:14-30