Mateo 21:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

achiti kwavari, “Endai kumusha wamakatarisana nawo uye imomo muchaona mbongoro yakasungirirwa pamwe chete nomwana wayo. Mudzisunungure muuye nadzo kwandiri.

Mateo 21

Mateo 21:1-11