Mateo 21:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achiona muonde pedyo nomugwagwa, akatsaukira pauri asi haana kuwana chinhu pauri kunze kwamashizha. Ipapo akati kwauri, “Ngakurege kuva nemicherozve pauri!” Pakarepo muti uya wakabva wasvava.

Mateo 21

Mateo 21:15-28