Mateo 21:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakamubvunza vakati, “Uri kunzwa zviri kurehwa navana ava here?”Jesu akavapindura achiti, “Hongu, hamuna kurava here panoti:“ ‘Pamiromo yavana navachechemakaisa rumbidzo’?”

Mateo 21

Mateo 21:12-25