Mateo 20:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati kwavari, “Zvirokwazvo muchanwa mumukombe wangu, asi zvokuti mugare kurudyi kana kuruboshwe rwangu, handisini ndinopa. Nzvimbo idzi ndedzaavo vakadzigadzirirwa naBaba vangu.”

Mateo 20

Mateo 20:13-24