Mateo 20:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabvunza akati, “Munodeiko?” Ivo vakati, “Itaiwo kuti mumwe wavanakomana vangu vaviri ava agare kuruoko rwenyu rworudyi uye mumwe kuruboshwe rwenyu muumambo hwenyu.”

Mateo 20

Mateo 20:15-29