Mateo 20:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati, ‘Varume ava vapedzisira vangoshanda awa imwe chete, asi mavaenzanisa nesu tatakura mutoro webasa uye tikapiswa nezuva.’

Mateo 20

Mateo 20:7-20