Mateo 20:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka pakasvika vaya vakanga vatanga kushanda, vakatarisira kupiwa zvakawanda. Asi mumwe nomumwe wavo akapiwa dhinari.

Mateo 20

Mateo 20:1-19