Mateo 20:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Nokuti umambo hwokudenga hwakafanana nomuridzi womunda akabuda mangwananingwanani kundotsvaka vanhu vokuti vazoshanda mumunda wake wemizambiringa.

Mateo 20

Mateo 20:1-6