Mateo 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi paakanzwa kuti Arikerao akanga otonga muJudhea panzvimbo yababa vake Herodhi, akatya kuendako. Akati ayambirwa mukurota, akabva aenda kudunhu reGarirea,

Mateo 2

Mateo 2:21-23