Mateo 2:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye vakabvunza vakati, “Aripiko uyo achangoberekwa anova mambo wavaJudha? Takaona nyeredzi yake kumabvazuva, uye tauya kuzomunamata.”

Mateo 2

Mateo 2:1-11