Mateo 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kwaakandogara kusvikira Herodhi afa. Saizvozvo zvakazadziswa zvakanga zvataurwa naShe kubudikidza nomuprofita achiti, “Ndakadana mwanakomana wangu kubva kuIjipiti.”

Mateo 2

Mateo 2:7-20