Mateo 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vasvika pamba apa, vakaona mwana namai vake Maria, uye vakakotamira pasi vakamunamata. Vakasunungura pfuma yavo vakapa zvipo zvegoridhe, nezvinonhuwira nemura.

Mateo 2

Mateo 2:4-21