Mateo 19:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati, “Kana uchida kuva wakakwana, enda unotengesa zvose zvaunazvo ugopa varombo, ugozova nepfuma kudenga. Ipapo ugouya wonditevera.”

Mateo 19

Mateo 19:18-30