Mateo 19:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mumwe murume akauya kuna Jesu akamubvunza achiti, “Mudzidzisi, ndechipi chinhu chakanaka chandingaita kuti ndiwane upenyu husingaperi?”

Mateo 19

Mateo 19:13-18