Mateo 19:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda kudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani.

Mateo 19

Mateo 19:1-3