Mateo 18:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ziso rako richikuita kuti utadze ribvise urirasire kure. Zviri nani kuti upinde muupenyu uine ziso rimwe chete pane kunge uine maziso maviri asi ugokandwa mumoto wegehena.

Mateo 18

Mateo 18:2-16