Mateo 18:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ani naani anoita kuti mumwe wavaduku vanotenda kwandiri atadze, zvaiva nani kwaari kuti asungirirwe guyo guru muhuro make agonyudzwa mugungwa makadzika.

Mateo 18

Mateo 18:4-10