Mateo 17:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pavakanga vava kuburuka kubva mugomo, Jesu akavarayira achiti, “Musamboudza ani zvake zvamaona izvi kusvikira Mwanakomana woMunhu amutswa kubva kuvakafa.”

Mateo 17

Mateo 17:8-15