Mateo 17:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Petro akati kuna Jesu, “Ishe zvakatinakira kuva pano. Kana muchida ndingavaka matumba matatu, rimwe renyu, rimwe raMozisi nerimwe raEria.”

Mateo 17

Mateo 17:1-13