Mateo 17:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kuti tisavagumbura enda kugungwa unokanda chiredzo chako mumvura. Tora hove yaunotanga kubata, wovhura muromo wayo, uchawana muine mari inokwana mutero wangu newako, uvape.”

Mateo 17

Mateo 17:22-27