Mateo 17:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndinokuudzai kuti Eria akatouya kare asi havana kumuziva, uye vakaita kwaari zvavaida. Saizvozvo Mwanakomana woMunhu achatambudzwa pamaoko avo.”

Mateo 17

Mateo 17:7-13