Mateo 16:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamusati mava kunzwisisa here? Hamurangariri here zvingwa zvishanu zvavanhu vane zviuru zvishanu uye kuti makazadza matengu mangani ezvamakaunganidza?

Mateo 16

Mateo 16:5-14