Mateo 16:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye mangwanani munoti, ‘Nhasi kuchanaya mvura ine dutu nokuti denga rakatsvuka uye kwakakwidibira.’ Munoziva kududzira zvinoonekwa mudenga, asi hamugoni kududzira zviratidzo zvenguva.

Mateo 16

Mateo 16:1-7