Mateo 16:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Mwanakomana woMunhu achauya ari mukubwinya kwaBaba vake aine vatumwa vake ipapo achapa mubayiro kuno mumwe nomumwe maererano namabasa ake.

Mateo 16

Mateo 16:20-28