Mateo 16:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ani naani anoda kuchengetedza upenyu hwake acharasikirwa nahwo, asi ani naani anorasikirwa noupenyu hwake nokuda kwangu achahuwana.

Mateo 16

Mateo 16:18-28