Mateo 16:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akatendeukira kwaari akati, “Enda shure kwangu Satani! Uri chigumburiso kwandiri nokuti hauna zvinhu zvaMwari mupfungwa dzako asi zvavanhu.”

Mateo 16

Mateo 16:22-28