Mateo 16:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Wakaropafadzwa iwe Simoni mwanakomana waJona, nokuti izvi hazvina kuzarurirwa kwauri nomunhu asi naBaba vangu vari kudenga.

Mateo 16

Mateo 16:12-27