Mateo 15:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi imi munoti kana munhu akati kuna baba vake kana mai vake, ‘Chinhu chipi nechipi chamaiti munozogamuchira kubva kwandiri, chava chipo chakakumikidzwa kuna Mwari,

Mateo 15

Mateo 15:1-11