Mateo 15:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akatora zvingwa zvinomwe zviya nehove dziya, uye akati avonga, akazvimedura ndokuzvipa kuvadzidzi, ivowo ndokupa vanhu vose.

Mateo 15

Mateo 15:27-39