Mateo 15:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jesu akapindura akati, “Mai, mune kutenda kukuru! Chikumbiro chenyu chanzwikwa.” Mwanasikana wake akabva aporeswa kubva panguva iyoyo.

Mateo 15

Mateo 15:20-32