Mateo 15:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe mukadzi muKenani womunzvimbo iyi akauya achidanidzira achiti, “Ishe, mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni! Mwanasikana wangu ari kutambudzwa zvikuru nedhimoni rakamubata.”

Mateo 15

Mateo 15:15-27