Mateo 14:32-34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

32. Uye vakati vapinda mugwa, mhepo ikanyarara.

33. Zvino vaya vaiva mugwa vakamunamata vachiti, “Chokwadi muri Mwanakomana waMwari.”

34. Kuzoti vayambukira mhiri, vakaburukira paGenesareti.

Mateo 14