Mateo 14:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vadzidzi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa vakatya kwazvo. Vakaridza mhere nokutya vakati, “Hero dzangaradzimu!”

Mateo 14

Mateo 14:22-29