Mateo 14:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akarayira kuti vanhu vagare pasi pauswa. Akatora zvingwa zvishanu nehove dziya mbiri akatarira kudenga akavonga, akazviropafadza uye akazvimedura. Ipapo akazvipa kuvadzidzi uye vadzidzi vakapa vanhu.

Mateo 14

Mateo 14:17-27