Mateo 14:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu paakanzwa zvakanga zvaitika, akabvapo negwa ari oga akaenda kurenje. Vachinzwa izvi, vanhu vazhinji vakamutevera netsoka vachibva kumaguta.

Mateo 14

Mateo 14:11-14