Mateo 13:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzimwewo mbeu dzakawira pavhu rakanaka, dzikabereka zvakapetwa kazana, kana zvakapetwa makumi matanhatu kana makumi matatu pane dzainge dzakushwa.

Mateo 13

Mateo 13:4-9