Mateo 13:54 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapinda muguta rokwake akatanga kudzidzisa vanhu musinagoge ravo, uye vakashamiswa nazvo. Vakabvunza vachiti, “Murume uyu akawanepi uchenjeri uhu namasimba ezvishamiso aya?

Mateo 13

Mateo 13:52-58