Mateo 13:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzimwe dzakawira parukangarahwe, padzakashaya ivhu rakakwana. Dzakamera nokukurumidza nokuti ivhu rakanga risina kudzika.

Mateo 13

Mateo 13:1-15