Mateo 13:49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi ndizvo zvazvichaita pakuguma kwenyika. Vatumwa vachauya vagotsaura vakaipa kubva kune vakarurama,

Mateo 13

Mateo 13:39-55