Mateo 13:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Umambo hwaMwari hwakafanana nepfuma yakavigwa mumunda. Mumwe murume akati aiwana, akaivigazve, uye ipapo mukufara kwake, akaenda akandotengesa zvose zvaaiva nazvo ndokutenga munda iwoyo.

Mateo 13

Mateo 13:40-53