Mateo 13:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akasiya vanhu vazhinji akapinda mumba. Vadzidzisi vake vakauya kwaari vakasvikoti, “Titsanangurirei zvinorehwa nomufananidzo wamasawi mumunda.”

Mateo 13

Mateo 13:26-43