Mateo 13:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavaudzazve mumwe mufananidzo achiti, “Umambo hwokudenga hwakafanana nembiriso, iyo inotorwa nomunhukadzi oisanganisa nefurawa yakawanda, igoita kuti furawa iyi ifute.”

Mateo 13

Mateo 13:27-35